Mateo 13:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Dzimwe mbeu dzakawira muminzwa, minzwa ikakura ikadzivhunga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Dzimŋe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivuŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga. See the chapter |