Online Bible

- Advertisements -




Mariko 3:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vakati vanzwa zvose zvaakanga achiita, vanhu vazhinji vakauya kwaari vachibva kuJudhea, Jerusarema, Idhumea, uye namatunhu ari mhiri kweJorodhani, neakapoteredza Tire neSidhoni.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 neJerusarema, neIdumea, nemhiri kwaJoridani, nokunyika yeTireneSidoni, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakati ʋanzwa ɀaanoita, ʋakaʋuya kwaari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 neJerusaremu, neIdhumia, nemhiri kwaJorodhani, nokunyika yeTire neSidhoni, vanhu vazhinji-zhinji vakati vanzwa zvaanoita, vakauya kwaari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 neJerusaremu, neIdhumia; nokumhiri kwaJorodhani nokunharaunda yeTire neyeSidhoni, chita chikuru chavanhu vakanga vanzwa zvose zvaaiita.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 neJerusaremu, neIdhumia; nokumhiri kwaJorodhani nokunharaunda yeTire neyeSidhoni, chita chikuru chavanhu vakanga vanzwa zvose zvaaiita.

See the chapter Copy




Mariko 3:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements