Mapisarema 98:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jehovha akazivisa ruponeso rwake uye akaratidza kururama kwake kundudzi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova wakaziʋisa kuponesa kwake; Wakaratidza pacena kururama kwake pamberi paʋahedeni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Jehovha akazivisa kuponesa kwake; Akaratidza pachena kururama kwake pamberi pavahedheni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mwari akaratidza kukunda kwake akazivisa kukunda kwake pamberi pamarudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mwari akaratidza kukunda kwake akazivisa kukunda kwake pamberi pamarudzi. See the chapter |