Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 95:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 nokuti ndiye Mwari wedu, uye isu tiri vanhu vanofudzwa naye, makwai anochengetwa naye. Nhasi kana muchinzwa inzwi rake,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nokuti ndiye Mŋari weɗu, Isu tiri ʋanhu ʋanofudzwa naye, namakwai oruʋoko rwake. Nhasi ɗai mucinzwa henyu inzwi rake!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Nokuti ndiye Mwari wedu, Isu tiri vanhu vanofudzwa naye, namakwai oruoko rwake. Nhasi dai muchinzwa henyu izwi rake!

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 nokuti ndiTENZI wedu isu ndisu vanhu vaanofudza uye tiri hwai dziri mumaoko ake. Dai nhasi mukangoteererawo zvenyu kuizwi rake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 nokuti ndiTENZI wedu isu ndisu vanhu vaanofudza uye tiri hwai dziri mumaoko ake. Dai nhasi mukangoteererawo zvenyu kuizwi rake.

See the chapter Copy




Mapisarema 95:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements