Mapisarema 95:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Gungwa nderake, nokuti ndiye akariita, uye maoko ake akaumba nyika yakaoma. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Guŋgwa nderake, ndiye wakariita; Maʋoko ake akaʋumba nyika yakawoma. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Gungwa nderake, ndiye akariita; Maoko ake akaumba nyika yakaoma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Gungwa nderake nokuti ndiye akarisika uye nyika yakaoma, nokuti maoko ake ndiwo akaiumba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Gungwa nderake nokuti ndiye akarisika uye nyika yakaoma, nokuti maoko ake ndiwo akaiumba. See the chapter |