Mapisarema 93:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Haiwa Jehovha, makungwa akasimudza, makungwa akasimudza manzwi awo; makungwa akasimudza mafungu anotinhira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Jehova, nzizi dzakanzwisa, Nzizi dzakanzwisa manzwi adzo; Nzizi dzinonzwisa kutinhira kwadzo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Jehovha, nzizi dzakanzwisa. Nzizi dzakanzwisa manzwi adzo; Nzizi dzinonzwisa kutinhira kwadzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mapopopo anosimuka TENZI, mapopopo anoita ruzha; mapopo anotinhira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mapopopo anosimuka TENZI, mapopopo anoita ruzha; mapopo anotinhira. See the chapter |