Mapisarema 91:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uchangozviona nameso ako chete, uye uchaona kurangwa kwavakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ucaŋgoɀitarira hako nameso ako, Ukaʋona muɓayiro waʋakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Uchangozvitarira hako nameso ako, Ukaona mubayiro wavakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Uchangozvitarisawo nameso kuti uone mubayiro wavakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Uchangozvitarisawo nameso kuti uone mubayiro wavakaipa. See the chapter |