Mapisarema 9:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Makatuka ndudzi mukaparadza vakaipa; makadzima zita ravo nokusingaperi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Makatuka ʋahedeni, makaparadza ʋakaipa, Makadzima zita raʋo nokusiŋgaperi‐peri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Makatuka vahedheni, makaparadza vakaipa, Makadzima zita ravo nokusingaperi-peri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Makapa vechirudzi mhosva mukaparadza vakaipa, makadzimawo zita ravo narini narini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Makapa vechirudzi mhosva mukaparadza vakaipa, makadzimawo zita ravo narini narini. See the chapter |