Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 89:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 ‘Ndichasimbisa imba yako nokusingaperi, uye ndichasimbisa chigaro chako choushe kuzvizvarwa zvose.’ ” Sera

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ndicamisa ʋana ʋako nokusiŋgaperi, Nokuʋaka cigaro cako coʋushe kuȿikira kumarudzi namarudzi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 ‘Ndichamisa vana vako nokusingaperi, Nokuvaka chigaro chako choushe kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 ‘Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zvivepo nokusingaperi ndigosimbisa chigaro chako choumambo pazvizvarwa zvose.’ ” Dzepfunde.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 ‘Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zvivepo nokusingaperi ndigosimbisa chigaro chako choumambo pazvizvarwa zvose.’ ” Dzepfunde.

See the chapter Copy




Mapisarema 89:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements