Mapisarema 88:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndakatsaurwa pamwe chete navakafa, savakaurayiwa vavete muguva, vamusingacharangaririzve, vakagurwa kubva pakuchengeta kwenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakarashirwa pakati paʋakafa, Saʋakaʋurawa ʋaʋete mubgiro, Ʋamusati mucaraŋgarira; Ʋakagurwa paruʋoko rwenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ndakarashirwa pakati pavakafa, Savakaurawa vavete mubwiro, Vamusati mucharangarira; Vakagurwa paruoko rwenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu. See the chapter |