Mapisarema 85:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Makanzwira nyasha nyika yenyu, imi Jehovha; makadzosera Jakobho nhaka yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobo pakutapxa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha, makafarira nyika yenyu; Makadzosa Jakobho pakutapwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari makafadzwa nenyika yenyu, makadzorera vokwaJakobho zvavakangavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari makafadzwa nenyika yenyu, makadzorera vokwaJakobho zvavakangavari. See the chapter |