Mapisarema 82:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi muchafa savanhuwo zvavo; muchawa savatongi vose.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kunyaŋge ɀakaɗaro mucafa saʋanhu, Mucafa somumŋe wamacinda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Kunyange zvakadaro muchafa savanhu, Muchafa somumwe wamachinda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 asi muchangofa savanhu muchaputsikawo sezvinongoita mumwe wamachinda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 asi muchangofa savanhu muchaputsikawo sezvinongoita mumwe wamachinda.” See the chapter |