Mapisarema 79:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Regai kuverengera pamusoro pedu zvivi zvamadzibaba; tsitsi dzenyu ngadzikurumidze kuuya kuzosangana nesu, nokuti tiri pakutambudzika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Musaraŋgarira kutiroʋa pamsoro peɀakaipa ɀamadziɓaɓa eɗu; Ŋgoni dzenyu nyoro ŋgadzikurumidze kusoŋgana nesu; Nokuti taneta kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Musarangarira kutirova pamusoro pezvakaipa zvamadzibaba edu; Ngoni dzenyu nyoro ngadzikurumidze kusangana nesu; Nokuti taneta kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musatiyeukirewo zvitadzo zvedu zvakare. Tsitsi dzenyu ngadziuye nokukurumidza dzitichingurewo nokuti tasakara zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Musatiyeukirewo zvitadzo zvedu zvakare. Tsitsi dzenyu ngadziuye nokukurumidza dzitichingurewo nokuti tasakara zvikuru. See the chapter |