Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 77:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Pandakanga ndiri pakutambudzika, ndakatsvaka Ishe; panguva yousiku ndakatambanudza maoko angu asinganeti, uye mweya wangu wakaramba kunyaradzwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Pazuʋa rokutambudzika kwaŋgu ndakatȿaka Ishe; Ruʋoko rwaŋgu rwakaŋga rwakatambanudzwa ʋusiku, ndisiŋgaregi; Mŋeya waŋgu wakaramba kunyaradzwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Pazuva rokutambudzika kwangu ndakatsvaka Ishe; Ruoko rwangu rwakanga rwakatambanudzwa usiku, ndisingaregi; Mweya wangu wakaramba kunyaradzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Nezuva rokutambudzika kwangu ndinotsvaka TENZI. Usiku ndinosimudza maoko angu ndisinganeti, mweya wangu unoramba kunyaradzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Nezuva rokutambudzika kwangu ndinotsvaka TENZI. Usiku ndinosimudza maoko angu ndisinganeti, mweya wangu unoramba kunyaradzwa.

See the chapter Copy




Mapisarema 77:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements