Mapisarema 76:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Imi moga ndimi munofanira kutyiwa. Mukatsamwa, ndianiko angamira pamberi penyu? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Imi, iyemi, munofanira kutyiwa; Ndianiko uŋgamira pamberi penyu kana matsamŋa? See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Imi, iyemi, munofanira kutyiwa; Ndianiko angamira pamberi penyu kana matsamwa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi imi, munotyisa zvakanyanya, ndiani angamire pamuri kana maviruka nehasha? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi imi, munotyisa zvakanyanya, ndiani angamire pamuri kana maviruka nehasha? See the chapter |