Mapisarema 75:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Hakuna munhu anobva kumabvazuva kana kumavirira, kana anobva kugwenga angasimudzira munhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti kunyaŋge kumaɓuɗazuʋa, kana kumaʋirira, Kana kurenje, hakuzi ikoko kunobva kukudzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti kunyange kumabudazuva, kana kumavirira, Kana kurenje, hakuzi ikoko kunobva kukudzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kusimudzirwa hakubvi kumabvazuva kana kumadokero kana kubva kugwenga, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kusimudzirwa hakubvi kumabvazuva kana kumadokero kana kubva kugwenga, See the chapter |