Mapisarema 22:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakachema kwamuri, vakaponeswa; vakavimba nemi uye havana kunyadziswa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakacema kwamuri, ʋakarwirwa; Ʋakaʋimba nemi, ʋakasanyadziswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Vakachema kwamuri, vakarwirwa; Vakavimba nemi, vakasanyadziswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakachema kwamuri vakanunurwa vakavimba nemi vakasanyadziswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakachema kwamuri vakanunurwa vakavimba nemi vakasanyadziswa. See the chapter |