Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 22:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Nokuti haana kuzvidza kana kusema chibayiro chaiye akatambudzwa; haana kumuvanzira chiso chake, asi akanzwa kuchemera kwake rubatsiro.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Nokuti haana‐kuɀidza kana kusema ɗambudziko rounotambudzwa; Kana kumuʋanzira ciso cake; Asi paŋguʋa yaakacema kwaari wakamunzwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Nokuti haana kuzvidza kana kusema dambudziko raanotambudzwa; Kana kumuvanzira chiso chake; Asi panguva yaakachema kwaari akamunzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 nokuti haana kuzvidza kana kusema nhamo yavatamburi. Haana kuvanza uso hwake kwaari asi akamunzwa paakachema kwaari.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 nokuti haana kuzvidza kana kusema nhamo yavatamburi. Haana kuvanza uso hwake kwaari asi akamunzwa paakachema kwaari.”

See the chapter Copy




Mapisarema 22:24

Follow us:

Advertisements


Advertisements