Mapisarema 150:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Murumbidzei nematambureni muchitamba, murumbidzei norudimbwa nenyere. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Murumbidzei neŋgoma nokutamba; Murumbidzei noʋuɗimbga nenyere. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Murumbidzei nengoma nokutamba; Murumbidzei nohudimbwa nenyere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Murumbidzei netambureni muchitamba murumbidzei nenyere namabhanjo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Murumbidzei netambureni muchitamba murumbidzei nenyere namabhanjo. See the chapter |