Online Bible

- Advertisements -




Johane 9:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwe vakati, “Kwete, anenge akangofanana naye chete.” Asi iye pachake akaramba achiti, “Ndini iye.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ʋamŋe ʋakati: Ndiye; ʋamŋe ʋakati: Kwete, asi wakatodzana naye. Iye akati: Ndini.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Vamwe vakati, “Ndiye;” vamwe vakati, “Kwete, asi akatodzana naye.” Iye akati, “Ndini.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwewo vakati, “Kwete akangofanana naye.” Asi iye akati, “Ndini.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwewo vakati, “Kwete akangofanana naye.” Asi iye akati, “Ndini.”

See the chapter Copy




Johane 9:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements