Online Bible

- Advertisements -




Johane 9:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Jesu akapindura akati, “Hakusi kutadza kwomurume uyu kana kwavabereki vake kwakaita kuti zvidai, asi izvi zvakaitika kuti basa raMwari riratidzwe muupenyu hwake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Jesu akapindura, akati: Uyu haana‐kutadza, kunyaŋge naʋaɓereki ʋake; asi iɀi ɀakaitwa kuti maɓasa aMŋari aʋoneswe maari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Jesu akapindura, akati, “Uyu haana kutadza, kunyange navabereki vake; asi izvi zvakaitwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Jesu akapindura achiti, “Haasi munhu uyu akatadza kana kuti vabereki vake, asi zvakaitirwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Jesu akapindura achiti, “Haasi munhu uyu akatadza kana kuti vabereki vake, asi zvakaitirwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.

See the chapter Copy




Johane 9:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements