Online Bible

- Advertisements -




Johane 9:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Vabereki vake vakataura izvi nokuti vaitya vaJudha, nokuti vaJudha vakanga vatotenderana kuti ani naani anenge angopupura kuti Jesu ndiye Kristu aizofanira kubudiswa musinagoge.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ʋaɓereki ʋake ʋakareʋa iɀoɀo, nokuti ʋaitya ʋaJuda, nokuti ʋaJuda ʋakaŋga ʋatotenderana, kuti kana kuciŋge kunomunhu unotenda kuti ndiye Kristu, aɓuɗiswe musinagoge.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Vabereki vake vakareva izvozvo, nokuti vaitya vaJudha, nokuti vaJudha vakanga vatotenderana, kuti kana kuchinge kune munhu anotenda kuti ndiye Kristu, abudiswe musinagoge.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Vabereki vake vakadaro pamusana pokuti vaitya vaJudha nokuti vaJudha vakanga vatorangana kuti munhu anenge angoti iye ndiye Mesia anofanira kudzingwa muSinagogu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Vabereki vake vakadaro pamusana pokuti vaitya vaJudha nokuti vaJudha vakanga vatorangana kuti munhu anenge angoti iye ndiye Mesia anofanira kudzingwa muSinagogu.

See the chapter Copy




Johane 9:22

Follow us:

Advertisements


Advertisements