Johane 9:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakamubvunza vakati, “Aripiko murume wacho?” Iye akati, “Handizivi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakati kwaari: Iye uripiko? Akati: Handiziʋi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Vakati kwaari, “Iye aripiko?” Akati, “Handizivi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakati, “Ko zvino ari kupi?” Iye ndokuti, “Handizivi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakati, “Ko zvino ari kupi?” Iye ndokuti, “Handizivi.” See the chapter |