Online Bible

- Advertisements -




Johane 6:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jesu akati asimudza meso ake akaona vanhu vazhinji zhinji vachiuya kwaari, akati kuna Firipi, “Tichatenga chingwa kupiko chokuti vanhu ava vadye?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Jesu wakati acitarira, akaʋona ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋaciʋuya kwaari, akati kunaFiripo: Tiŋgateŋgepiko ɀiŋgwa, kuti ʋanhu aʋa ʋadye?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Jesu akati achitarira, akaona vanhu vazhinji-zhinji vachiuya kwaari, akati kuna Firipi, “Tingatengepiko zvingwa, kuti vanhu ava vadye?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Jesu paakasimudza musoro akaona manyoramanyore avanhu achiuya kwaari. Akati kuna Firipi, “Tichatenga kupi chingwa chokuti vanhu ava vadye.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Jesu paakasimudza musoro akaona manyoramanyore avanhu achiuya kwaari. Akati kuna Firipi, “Tichatenga kupi chingwa chokuti vanhu ava vadye.”

See the chapter Copy




Johane 6:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements