Online Bible

- Advertisements -




Johane 3:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akauya kuna Jesu usiku akati, “Rabhi, tinoziva kuti muri mudzidzisi akabva kuna Mwari. Nokuti hakuna munhu angagona kuita zviratidzo zvamunoita kana Mwari asinaye.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Iye akaʋuya kwaari ʋusiku, akati kwaari: Rabi, tinoziʋa kuti muri Mudzidzisi wakabva kunaMŋari; nokuti hakunomunhu unogona kuita ɀiratidzo iɀoɀo ɀamunoita, kana Mŋari asi naye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Iye akauya kwaari usiku, akati kwaari, “Rabhi, tinoziva kuti muri Mudzidzisi akabva kuna Mwari; nokuti hakuna munhu anogona kuita zviratidzo izvozvo zvamunoita, kana Mwari asiri naye.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Murume uyu akauya kuna Jesu nousiku akati kwaari, “Rabhi tinoziva kuti muri mudzidzisi wakabva kuna Mwari nokuti hakuna anogona kuita zviratidzo zvamunoita kunze kwokuti Mwari ainaye.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Murume uyu akauya kuna Jesu nousiku akati kwaari, “Rabhi tinoziva kuti muri mudzidzisi wakabva kuna Mwari nokuti hakuna anogona kuita zviratidzo zvamunoita kunze kwokuti Mwari ainaye.”

See the chapter Copy




Johane 3:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements