Johane 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu akapindura akati, “Nhai mai, munondipinzireiko mune izvi? Nguva yangu haisati yakwana.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akati kwaʋari: Ndineiko nemi, mai? Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.” See the chapter |