Online Bible

- Advertisements -




Johane 11:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Akati anzwa izvozvo, Jesu akati, “Kurwara uku hakumusvitsi kurufu. Kwete, kune chokuita nokukudzwa kwaMwari kuitira kuti Mwanakomana waMwari akudzwe kubudikidza naizvozvo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Jesu wakati aɀinzwa, akati: Kurwara uku hakuzi kwokufa, asi kuti Mŋari akudzwe, noMŋanakomana waMŋari akudzwe ʋo naɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Jesu akati azvinzwa, akati, “Kurwara uku hakusi kwokufa, asi kuti Mwari akudzwe, noMwanakomana waMwari akudzwewo nazvo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jesu paakazvinzwa akati, “Kurwara uku hakupereri murufu, ndekwekuratidza mbiri yaMwari, kuti Mwanakomana waMwari arumbidzwe nako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Jesu paakazvinzwa akati, “Kurwara uku hakupereri murufu, ndekwekuratidza mbiri yaMwari, kuti Mwanakomana waMwari arumbidzwe nako.”

See the chapter Copy




Johane 11:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements