Johane 10:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 asi Jesu akati kwavari, “Ndakakuratidzai mabasa esimba mazhinji kubva kuna Baba. Nderipiko basa ipapa ramunoda kunditakira namabwe?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Jesu akaʋapindura, akati: Ndakakuratidzai maɓasa mazhinji akanaka akabva kunaƂaɓa; munonditakira ɓasa ripiko kunaiwayo? See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Jesu akavapindura, akati, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka akabva kuna baba; munonditakira basa ripiko kuna iwaya?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?” See the chapter |