Genesi 9:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana murimi, berekanai muwande; muwande panyika uye muwande kwazvo pamusoro payo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi imi ɓerekai, muwande; ɓerekai ɀikuru panyika, muwande mukati mayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 As imi berekai, muwande, berekai zvikuru panyika, muwande mukati mayo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Asi imi berekanai muwande, muite zararira chairo kuzara panyika, murambe muchiwanda mairi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Asi imi berekanai muwande, muite zararira chairo kuzara panyika, murambe muchiwanda mairi.” See the chapter |