Genesi 48:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vandakapiwa kuno naMwari.” Ipapo Israeri akati, “Uya navo pano ndivaropafadze.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Ndiʋo ʋanakomana ʋaŋgu ʋandakapiwa pano naMŋari. Ʋakati: Ƌoʋuya naʋo kwandiri ndiʋaropafadze. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vangu vandakapiwa pano naMwari.” Vakati, “Douya navo kwandiri ndivaropafadze.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Josefi akati kuna baba vake, “Ava ndivo vana vangu vandakapiwawo naMwari muno umu.” Iye akati, “Chiuya navo kuno ndivakomborere.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Josefi akati kuna baba vake, “Ava ndivo vana vangu vandakapiwawo naMwari muno umu.” Iye akati, “Chiuya navo kuno ndivakomborere.” See the chapter |