Online Bible

- Advertisements -




Genesi 44:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ipapo ugoisa mukombe wangu, iwo wesirivha, mumuromo wesaga remuduku kuna vose, pamwe chete nemari yezviyo zvake.” Uye akaita sezvaakanga audzwa naJosefa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nomukombe waŋgu, mukombe wesirveri, uuise pamuromo wehomo yomuɗuku, pamŋe cete nemari yeɀiyo ɀake. Iye akaita seɀaakaʋudzwa naJosefa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nomukombe wangu, mukombe wesirivha, uuise pamuromo wehomwe yomuduku, pamwechete nemari yezviyo zvake.” Iye akaita sezvaakaudzwa naJosefa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 uisewo kapu yangu iya yesirivha mumuromo wetsapo yegotwe racho pamwechete nemari nembesanwa dzake.” Mutariri akaita zvaakaudzwa naJosefi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 uisewo kapu yangu iya yesirivha mumuromo wetsapo yegotwe racho pamwechete nemari nembesanwa dzake.” Mutariri akaita zvaakaudzwa naJosefi.

See the chapter Copy




Genesi 44:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements