Online Bible

- Advertisements -




Genesi 40:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vakapindura vakati, “Tose tiri vaviri tarota hope, asi hakuna munhu angadzidudzira.” Ipapo Josefa akati kwavari, “Ko, kududzira hakuzi kwaMwari here? Ndiudzei kurota kwenyu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakati kwaari: Tarota hope, asi hakunomunhu unogona kudziɗudzira. Josefa akati kwaʋari: Kuɗudzira hakuzi kwaMŋari here — Ƌondirondedzerai henyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakati kwaari, “Tarota hope, asi hakuna munhu anogona kudzidudzira.” Josefa akati kwavari, “Kududzira hakuzi kwaMwari here? Dondirondedzerai henyu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vakamuti, “Tarota hope dzedu, asi tashaya munhu anogona kudzidudzira.” Josefi ndokuti kwavari, “Ko handiti kududzira hope ndokwaMwari here? Dondirondedzerai henyu ndinzwe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vakamuti, “Tarota hope dzedu, asi tashaya munhu anogona kudzidudzira.” Josefi ndokuti kwavari, “Ko handiti kududzira hope ndokwaMwari here? Dondirondedzerai henyu ndinzwe.”

See the chapter Copy




Genesi 40:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements