Online Bible

- Advertisements -




Genesi 40:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mukuru wavarindi akavatumira kuna Josefa, akavachengeta uye vakava muchitokisi kwechinguva.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Mukuru waʋarindi akaraira Josefa kuʋaceŋgeta; iye akaʋaɓatira, ʋakaita ŋguʋa ʋaciceŋgetwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Mukuru wavarindi akaraira Josefa kuvachengeta; iye akavabatira, vakaita nguva vachichengetwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mukuru mukuru wavachengetedzi iyeyo akaudza Josefi kuti avashandire. Vakagara mujeri kwenguva ndefu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mukuru mukuru wavachengetedzi iyeyo akaudza Josefi kuti avashandire. Vakagara mujeri kwenguva ndefu.

See the chapter Copy




Genesi 40:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements