Online Bible

- Advertisements -




Genesi 39:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Josefa akawana nyasha pamberi pake uye akava mubatiri wake. Potifa akamuita kuti ave mutariri weimba yake, uye akamuita muchengeti wezvinhu zvose zvakanga zviri zvake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Josefa akawana nyasha kwaari, akamuɓatira; iye akamuita mutariri weimba yake; ɀose ɀaakaŋga anaɀo akaɀiisa pamaʋoko ake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Josefa akawana nyasha kwaari, akamubatira; iye akamuita mutariri weimba yake; zvose zvaakanga anazvo akazviisa pamaoko ake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Potifari akafadzwa naJosefi. Akamuita mutariri wezvemba yake zvose, akaturirawo mumaoko ake zvose zvaaiva nazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Potifari akafadzwa naJosefi. Akamuita mutariri wezvemba yake zvose, akaturirawo mumaoko ake zvose zvaaiva nazvo.

See the chapter Copy




Genesi 39:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements