Online Bible

- Advertisements -




Genesi 35:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo vakasimuka, kutya Mwari kukawira pamusoro pamaguta ose akavapoteredza zvokuti hakuna munhu akavatevera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 ʋakapfuʋura norwendo rwaʋo, maguta akaŋga akaʋakomba akatya Mŋari kwaɀo, ʋakasateʋerera ʋanakomana ʋaJakobo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vakapfuura norwendo rwavo, maguta akanga akavakomba akatya Mwari kwazvo, vakasateverera vanakomana vaJakobho.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Kuzoti vapinda munzira, vanhu vamaguta omunharaunda iyoyo vakabatwa nokutya kwakabva kuna Mwari zvokuti havana kudzingirira vanakomana vaJakobho.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Kuzoti vapinda munzira, vanhu vamaguta omunharaunda iyoyo vakabatwa nokutya kwakabva kuna Mwari zvokuti havana kudzingirira vanakomana vaJakobho.

See the chapter Copy




Genesi 35:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements