Genesi 35:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo mugouya tiende kuBheteri, uko kwandichandovaka aritari yaMwari, iye akandipindura pazuva rokutambudzika kwangu uye iye akanga aneni kwose kwandakaenda.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 tisimuke, tikwire Beteri; ipapo ndicaitira Mŋari artari, iye wakaŋga aneni panzira yandakaŋga ndicifamba nayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 tisimuke, tikwire Bheteri; ipapo ndichaitira Mwari atari, iye akanga aneni panzira yandakanga ndichifamba nayo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tichaenda kuBhetieri kundogadzira atari yokunamatira Mwari akandinzwa akandibatsira pandaitambudzika. Aiva neni kwose kwandaienda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Tichaenda kuBhetieri kundogadzira atari yokunamatira Mwari akandinzwa akandibatsira pandaitambudzika. Aiva neni kwose kwandaienda.” See the chapter |