Online Bible

- Advertisements -




Genesi 35:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo Mwari akati kuna Jakobho, “Kwira uende kuBheteri undogara ikoko, uye uvake aritari yaMwari ikoko, iye akazviratidza kwauri pawakanga uchitiza mukoma wako Esau.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Mŋari wakati kunaJakobo: Simuka, ukwire Beteri, undogara’ko; uitire Mŋari artari’po, iye wakaɀiratidza kwauri paŋguʋa yokutiza kwako pamberi paEsau, mukuru wako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Mwari akati kuna Jakobho, “Simuka, ukwire Bheteri, undogara ikoko; uitire Mwari atari ipapo, iye akazviratidza kwauri panguva yokutiza kwako pamberi paEsau, mukuru wako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwari akataurira Jakobho kuti, “Chisimuka uende kuBhetieri ugareko, undigadzirire atari ikoko ini Mwari nyakuzviratidza kwauri panguva yawakatiza mukoma wako Esau.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mwari akataurira Jakobho kuti, “Chisimuka uende kuBhetieri ugareko, undigadzirire atari ikoko ini Mwari nyakuzviratidza kwauri panguva yawakatiza mukoma wako Esau.”

See the chapter Copy




Genesi 35:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements