Online Bible

- Advertisements -




Genesi 34:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Saka Shekemu akati kuna Hamori baba vake, “Nditorerei musikana uyu kuti ave mukadzi wangu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino Shekemi akataura naɓaɓa ʋake, Hamori, akati: Nditorerei musikana uyo, aʋe mukadzi waŋgu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino Shekemu akataura nababa vake, Hamori akati, “Nditorerei musikana uyo, ave mukadzi wangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Shikemu akataura nababa vake Hamori achiti, “Ndiroorereiwo Dhina ave mukadzi wangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Shikemu akataura nababa vake Hamori achiti, “Ndiroorereiwo Dhina ave mukadzi wangu.”

See the chapter Copy




Genesi 34:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements