Online Bible

- Advertisements -




Genesi 34:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mwoyo wake wakadokwairira Dhaina mwanasikana waJakobho, uye aida musikana uyu, uye akataura naye zvinyoronyoro.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mŋeya wake ukanamatira Dina, mukunda waJakobo, akamuɗa musikana uyo, akataura ɀakafadza mŋoyo womusikana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Mweya wake ukanamatira Dhina, mukunda waJakobho, akamuda musikana uyo, akataura zvakafadza mwoyo womusikana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Akatorwa mwoyo naDhina mwana waJakobho, akamuda, akamutaurirawo nyaya dzorudo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Akatorwa mwoyo naDhina mwana waJakobho, akamuda, akamutaurirawo nyaya dzorudo.

See the chapter Copy




Genesi 34:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements