Online Bible

- Advertisements -




Genesi 32:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Uye murangarire kuti, ‘Muranda wenyu Jakobho ari kuuya mumashure medu.’ ” Nokuti akafunga akati, “Ndamunyaradza nezvipo zvandiri kumutumira mberi; pandinozomuona, zvichida achandigamuchira.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 muti: Tarirai, naiye muranda wenyu Jakobo uri mashure meɗu. Nokuti wakati: Ndicambomunyaradza necipo cinondituŋgamirira, ndigoti ndoʋona ciso cake; ɀimŋe ucandigamucira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 muti, ‘Tarirai, naiye muranda wenyu Jakobho ari mumashure medu.’ ” Nokuti akati, “Ndichambomunyaradza nechipo chinonditungamirira, ndigoti ndoona chiso chake; zvimwe achandigamuchira.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Uye muudzei kuti, ‘Muranda wenyuwo Jakobho ari mushure,’ ” nokuti aifunga kuti, “Regai ndimufadze nokufanotumira chipo ichi ndigozoti ndosangana zvangu naye, zvimwe angandigamuchire.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Uye muudzei kuti, ‘Muranda wenyuwo Jakobho ari mushure,’ ” nokuti aifunga kuti, “Regai ndimufadze nokufanotumira chipo ichi ndigozoti ndosangana zvangu naye, zvimwe angandigamuchire.”

See the chapter Copy




Genesi 32:20

Follow us:

Advertisements


Advertisements