Genesi 31:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo Jehovha akati kuna Jakobho, “Dzokera kunyika yamadzibaba ako nokuhama dzako, uye ndichava newe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Jehova akati kunaJakobo: Dzokera kunyika yamadziɓaɓa ako, nokuhama dzako; ini ndicaʋa newe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Jehovha akati kuna Jakobho, “Dzokera kunyika yamadzibaba ako, nokuhama dzako; ini ndichava newe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tenzi akataurira Jakobho kuti, “Chidzokera kunyika yamadzibaba ako, kunyika yokwako. Ini ndichava newe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Tenzi akataurira Jakobho kuti, “Chidzokera kunyika yamadzibaba ako, kunyika yokwako. Ini ndichava newe.” See the chapter |