Online Bible

- Advertisements -




Genesi 18:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo akauyisa ruomba nomukaka uye nemhuru yakanga yagadzirwa, akazvigadzika pamberi pavo. Pavakanga vachidya, akamira pedyo navo pasi pomuti.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Akatora mukaka wakafa, nomukaka, nemhuru yaakaŋga agadzira, akaɀiisa pamberi paʋo; akamira naʋo munyasi momuti, ʋakadya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Akatora mukaka wakafa, nomukaka, nemhuru yaakanga agadzira, akazviisa pamberi pavo; akamira navo munyasi momuti, vakadya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akatora mukaka wakakora nomumbishi nenyama yechimhuru chiya chaakanga agadzirira akavaperekera, ndokumira panyasi pavo pasi pomuti, ivo vachidya zvavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Akatora mukaka wakakora nomumbishi nenyama yechimhuru chiya chaakanga agadzirira akavaperekera, ndokumira panyasi pavo pasi pomuti, ivo vachidya zvavo.

See the chapter Copy




Genesi 18:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements