Genesi 18:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo iye akamhanyira kumombe akandosarudza mhuru yakaisvonaka, akaipa kumuranda, uyo akakurumidza kuigadzira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Naiye Abrahama akamhanyira kuŋombe, akatora mhuru inenyama yakapfaʋa, yakanaka, akapa muranda wake; iye akakurumidza kuigadzira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Naiye Abhurahamu akamhanyira kumombe, akatora mhuru ine nyama yakapfava, yakanaka, akapa muranda wake, iye akakurumidza kuigadzira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Abhurahamu akamhanyira kumombe, ndokusarudza chimhuru chine nyama yakanaka yakapfava akaipa muranda wake kuti avagadzirire. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Abhurahamu akamhanyira kumombe, ndokusarudza chimhuru chine nyama yakanaka yakapfava akaipa muranda wake kuti avagadzirire. See the chapter |