Genesi 18:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Regai ndikutorerei zvokudya kuti mudye, kuitira kuti musimbiswe ipapo mugoenderera henyu mberi norwendo rwenyu, sezvo zvino masvika pamuranda wenyu.” Vakapindura vakati, “Zvakanaka, ita hako sezvawareva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ini nditore cimeɗu ceciŋgwa, musimbise mŋoyo yenyu; mugozopfuʋura henyu, nokuti ndiɀo ɀamaʋuyira kumuranda wenyu. Iʋo ʋakati: Ita hako seɀawataura. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 ini nditore chimedu chechingwa, musimbise mwoyo yenyu; mugozopfuura henyu, nokuti ndizvo zvamauyira kumuranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita hako sezvawataura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 ini ndichikutorerai chingwa kuti mudye mudzore mwoyo mozoti mosimudzira zvenyu rwendo rwenyu nokuti ndokusaka wani mauya nokuno kune muranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita zvako sezvawataura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 ini ndichikutorerai chingwa kuti mudye mudzore mwoyo mozoti mosimudzira zvenyu rwendo rwenyu nokuti ndokusaka wani mauya nokuno kune muranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita zvako sezvawataura.” See the chapter |