Genesi 18:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akati, “Kana ndawana nyasha pamberi penyu, ishe wangu, musapfuura henyu muranda wenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akati: Ishe waŋgu, kana ndawana nyasha kwamuri, musapfuʋura henyu pamuranda wenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 akati, “Ishe wangu, kana ndawana nyasha kwamuri, musapfuura henyu pamuranda wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akati, “Changamire wangu, kana zvichikufadzai musanyenyeredze zvenyu musha womuranda wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akati, “Changamire wangu, kana zvichikufadzai musanyenyeredze zvenyu musha womuranda wenyu. See the chapter |