Online Bible

- Advertisements -




Genesi 18:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Abhurahama akasimudza meso ake ndokuona varume vatatu vamire naye. Akati avaona, akamhanya achibva pamukova wetende rake kuti andosangana navo uye akakotamira pasi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akasimudza meso ake, akatarira, akaʋona ʋarume ʋatatu ʋamire ʋakatarisana naye; wakati aciʋaʋona, akabva pamukoʋa wetente, akamhanya kundosoŋgana naʋo, akakotamira pasi,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akasimudza meso ake, akatarira, akaona varume vatatu vamire vakatarisana naye; akati achivaona, akabva pamusuo wetende, akamhanya kundosangana navo, akakotamira pasi,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akatarisa akaona varume vatatu vamire pakadaro apo. Paakavaona akabva pamusuo wetendhe akamhanyira kundosangana navo, akavagwadamira pasi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akatarisa akaona varume vatatu vamire pakadaro apo. Paakavaona akabva pamusuo wetendhe akamhanyira kundosangana navo, akavagwadamira pasi.

See the chapter Copy




Genesi 18:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements