Genesi 15:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi Abhurama akati, “Haiwa Ishe Jehovha, muchandipeiko sezvo ndisina mwana uye Eriezeri weDhamasiko ndiye achava mudyi wenhaka yangu here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Abrama akati: Ishe Jehova, mucandipeiko, ɀandofa haŋgu ndisinomŋana; ucaʋa mudyi wenhaka yeimba yaŋgu ndiEriezeri weDamasiko kanhi? See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Abhuramu akati, “Ishe Jehovha, muchandipeiko, zvondofa hangu ndisina mwana; uchava mudyi wenhaka yeimba yangu ndiEriezeri weDhamasiko kani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, zvamuchandipa zvichandibatsirei ndichidai kufamba zvangu ndisina kana mwana? Iyeka Ereazari wokuDhamasikusi ndiye achadya zvake nhaka yacho yomumba mangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, zvamuchandipa zvichandibatsirei ndichidai kufamba zvangu ndisina kana mwana? Iyeka Ereazari wokuDhamasikusi ndiye achadya zvake nhaka yacho yomumba mangu.” See the chapter |