Online Bible

- Advertisements -

Genesi 13:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi nyika haina kugona kuvaringana kuti vagare pamwe chete, nokuti pfuma yavo yakanga yakawanda kwazvo zvokuti vakanga vasisakwanisi kugara pamwe chete.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nyika ikasaʋariŋgana, kuti ʋagare panɀimbo imŋe; nokuti fuma yaʋo yakaŋga iri zhinji; ʋakasagona kugara panɀimbo imŋe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nyika ikasavaringana, kuti vagare panzvimbo imwe; nokuti pfuma yavo yakanga iri zhinji; vakasagona kugara panzvimbo imwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 zvokuti kwakanga kusina mafuro akakwana okufudzira zvipfuwo zvavo pamwe chete. Upfumi hwavo hwakanga hwakawandisa zvokuti vakanga vasisakwanise kuchange vachagara pamwechete.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 zvokuti kwakanga kusina mafuro akakwana okufudzira zvipfuwo zvavo pamwe chete. Upfumi hwavo hwakanga hwakawandisa zvokuti vakanga vasisakwanise kuchange vachagara pamwechete.

See the chapter Copy

Genesi 13:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements