Online Bible

- Advertisements -




Genesi 1:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Zvino nyika yakanga isina kugadzirwa uye isina chinhu, rima rakanga riri pamusoro pemvura yakadzika, uye Mweya waMwari wakanga uchigara pamusoro pemvura.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nyika yakaŋga isina-kugadzirwa, isinecinhu; rima rakaŋga riri’po pamsoro pemvura yakadzika; Mŋeya waMŋari wakaŋga acigarira pamsoro pemvura.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; rima rakanga riripo pamusoro pemvura yakadzika; Mweya waMwari wakanga uchigarira pamusoro pemvura.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Pasi pakanga pasati panyatsoumbwa, pasina chinhu. Rima rakanga rakaputira zigungwa, Mweya waMwari achidzengerera pamusoro pemvura.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Pasi pakanga pasati panyatsoumbwa, pasina chinhu. Rima rakanga rakaputira zigungwa, Mweya waMwari achidzengerera pamusoro pemvura.

See the chapter Copy




Genesi 1:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements