Estere 2:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musikana akamufadza akawana nyasha kwaari. Pakarepo akamupa zvinonhuhwira zvinowedzera runako uye nezvokudya zvakatsaurwa. Akamupa vasikana vanomwe vakanga vasarudzwa kubva munhare yamambo ndokumuendesa iye navasikana vake kunzvimbo yakanga yakanakisisa muimba yavakadzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Musikana uyu akamufadza, akanzwirwa tsitsi naye, akacimbidzika kumupa ɀaaŋgaɀinatsa naɀo, nemigoʋe yake yeɀokudya ʋuye ʋasikana ʋanomŋe ʋaakafanira kupiwa, ʋaibva paimba yamambo; akamuisa iye naʋasikana ʋake pakaŋga pakaiȿo‐naka paimba yaʋakadzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Musikana uyu akamufadza, akanzwirwa tsitsi naye, akachimbidzika kumupa zvaangazvinatsa nazvo, nemigove yake yezvokudya uye vasikana vanomwe vaakafanira kupiwa, vaibva paimba yamambo; akamuisa iye navasikana vake pakanga pakaisvonaka paimba yavakadzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mhandara iyi yakafarirwa naHegai akabva ava kumuitira zvakanaka. Akakurumidza kumupa mafuta akewo okuzora nomugove wake wechokudya navasikana vanomwe shasha chaidzo dzomumuzinda wamambo, akamukwiridzira iye navasikana vake akamuendesa kwakanakisisa kwazvo mumba yavanhukadzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mhandara iyi yakafarirwa naHegai akabva ava kumuitira zvakanaka. Akakurumidza kumupa mafuta akewo okuzora nomugove wake wechokudya navasikana vanomwe shasha chaidzo dzomumuzinda wamambo, akamukwiridzira iye navasikana vake akamuendesa kwakanakisisa kwazvo mumba yavanhukadzi. See the chapterShona BIBLE9 Musikana uyu akamufadza, akanzwirwa tsitsi naye, akachimbidzika kumupa zvaangazvinatsa nazvo, nemigove yake yezvokudya uye vasikana vanomwe vaakafanira kupiwa, vaibva paimba yamambo; akamuisa iye navasikana vake pakanga pakaisvonaka paimba yavakadzi. See the chapter |